Baby ndoda undipe rudo rwako kusvika kwaedza mangwana
Wondimbundira ndokumbundira kusvika wauya mangwana
I been missing you all day
I been wanting you all night
Baby ndoda undipe rudo rwako kusvika kwaedza mangwana
Batirira Batirira batirira
NBaby ndoda undipe rudo rwako kusvika kwaedza mangwana
Wondimbundira ndokumbundira kusvika wauya mangwana
I been missing you all day
I been wanting you all night
Baby ndoda undipe rudo rwako kusvika kwaedza mangwana
Batirira Batirira batirira
Ndikupe rudo, ndikupe rudo
Batirira Batirira batirira
Ndikupe rudo, ndikupe rudo
Baby I've been wanting you
Baby I've been missing your touch
Nhasi handikurege until you go like (Ah Ah Ah Ah)
Rega ndibvise shirt take a picture
Ndoda kukuratidza ma parts aya
Ndoda kukufidha until wazvimbirwa
Batirira Batirira batirira
Ndikupe rudo, ndikupe rudo
Batirira Batirira batirira
Ndikupe rudo, ndikupe rudo
dikupe rudo, ndikupe rudo
Batirira Batirira batirira
Ndikupe rudo, ndikupe rudo
Baby I've been wanting you
Baby I've been missing your touch
Nhasi handikurege until you go like ( Ah Ah Ah Ah )
Rega ndibvise shirt take a picture
Ndoda kukuratidza ma parts aya
Ndoda kukufidha until wazvimbirwa
Batirira Batirira batirira
Ndikupe rudo, ndikupe rudo
Batirira Batirira batirira
Ndikupe rudo , ndikupe rudo