Whisky on the table, six glasses for the freak show, the shit show
I threw my thoughts of you far away
Threw them far away, kure kure
You were the only thing that I would never trade
Ndakakuudza zviri pachena
Hapachina handichina nguva yekuchema
Find somebody that will love me
Usandifonera, usatumire tsamba
Wakanditambisa , kundionesa nhamo kundibikisa matakanana
Kutoti mhamha vaTamy, ndoti daddy vaTamy
Woti hapana mumwe wandinoda
Don't wanna remember chero chinhu so I drink a few until I start drinking too much
Find somebody that will love me