Hanzi nezvauri ungasvikepiko
zvauno ronga havazvinzwisise
Ndiri ndega handigone kufamba
Ndiri ndega handigone kufamba
Kuti ndive pano, i ziya neropa chete
Zvaive zviri zviroto, zvisina anowonawo
Angandinzwisise, angavimba neni ndiyani
Ziva kwaurikubva, nekwaunoda kuenda
Ndiri ndega handigone kufamba
Ndiri ndega handigone kufamba