Ndakashaya kuti ini ndomuti
Ndakashaya kuti ini ndomutii
Two ma graft inini ndaishanda
Mabusiness ehuku ndaisorta
Kanyama kangu ndaikanga ndichitengesa
Kumunzwisisa kumunzwisisa
Mumoyo mangu nanhasi ndichiri kuchema
So I wanna know chii chakaitika
Musodzi wakapotsa woyerera
Tindo akapotsa opengeraaa
Ndakashaya chandakamutadzira
Ndakashaya chandakamutadzira
I never thought that you would be like that
I never thought that will be here right now
Talking about this right now
Ndakashaya kuti ini ndomuti
Ndakashaya kuti ini ndomutii
Vanhu vese vaaitaura ndaivaziva
Anofamba achiita kunge zikudhadha