LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Pakura Bota (feat. Tyfah Guni)

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Ooh
He
Ah
Mmm
Why tichiita kunge toForcer
Ooh Yeah
Mr President
It's Elcee the beat god
Gotwe RaMiri Gweja
Why uchiita kune ndokuForcer?
Coz it's like
Ndini ndega ndokuPoster
Shaaa
Ndiudze pamwe kukuda kunokuCoster
Kana kuchikuCoster ndiudze
Pamwe ndini ndakusvota
Kusvota zvekuzondinyima bota shaaa
Dzimwe nguva ndokurota
Ndinokurota uchiita kunge unodanana ne anemota
Ende kashoma kukurota
But seiko pacho pandokurota girl
Ndinokurota urimuota uchipakura bota
Kuti ndibvunze ndinotya
unopopota yeah
Why kuita seusingade
Rudo rwandokupa sei rusingakwane why?
Sei usingango gutsikane
Kana pane zvikunetsa haundidane why?
Zvinondinetsa my lover
Sei wandiisa mu bin Marara?
Pazvanga zvakanaka
Ndaiti ndawana Ms Makanaka
Zvandenge ndofosekedza kunge ndichafa ne BP
Ndobva ndahwerengedza zvandakatadza ndezvipi
Ndinokurota uchiita kunge unodanana ne anemota
Ende kashoma kukurota
But seiko pacho pandokurota girl
Ndinokurota urimuota uchipakura bota
Kuti ndibvunze ndinotya
unopopota yeah

WRITERS

Lazarus Chipangura, Tafadzwa Guni

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other