LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Ndaona Mwari

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Ndakambofamba ndega, ini ndaingotendera
Hazvisi nyore kurarama usina mwari munyika muno
Nyika haina tsitsi iyi, mune zvikara zvinorura
Ooooooohhhhh, it's been a dark journey

Asi manje nhasi ini ndazosangana naye munzira yeDhamasiko
Handikwanisi kuzvitsanangura kuti chii chaitika

Ndaona Mwari, andivhenekera
(Abatidza tarisiro; ashandura upenyu hwanguwo)
Rudo rwake Mwari uyu, rwunokatyamadza
(Atungidza tarisiro; ashandura upenyu hwanguwo)
Ndanzwa vamwe vachitiiiiiii, izvi ndezve fekiiiiiiii
Oh ooooh, ndinoziva wandasangana naye
Vamwe vachiti- iii, this is a fake, this is a fake
Oooooh no! ndinoziva wandasangana naye

Aah! Mwari vanondida
Heeeey, yeah
Ndinodiwa naMwari
Ndinodiwa naMwari ini
Ooooooh, heya heya heya

Aripano wedenga, andibata andibata, andivhurira mukana atosiya zvinhu zvakanakawoo
Iye aripano Nyadengaa, Muchinda werugare, anemwoyo wakapfava, uzere tsitsi nerudo
Hoyo Mwana waMwari, Gwayana paatari andinzwira tsitsi
Anoziva kusasimba kwangu
Paakandiona ndawira pasi, haana kundisiya ndakadaro bodo
Akanditora, ndokundisimudzira, heey

Ndaona Mwari, andivhenekera
(Abatidza tarisiro; ashandura upenyu hwanguwo)
Ndaona Mwari, uyu, achifamba neni, ataura neni
Right here, right here right now
(Atungidza tarisiro; ashandura upenyu hwanguwo)
Heey, kudenga kuna Mwarii
Anonzwa munamato-ooo.. yah, yah, yah
(Abatidza tarisiro; ashandura upenyu hwanguwo)
Mbiri yose toidzorera, kuna iye akakodzera
Ndiyeka, mutsvene, mutsvene, mutsvene
Hama, kudenga kuna Mwariiii, anonzwa munamato
(Abatidza tarisiro; ashandura upenyu hwanguwo)
Patinopfugama, tichinyengetera
Mbiri yose toi-dzorera
Kuna iye waka-kodzera
Ndiyeka, mutsvene, mutsvene, mutsvene

Mutsvene wevatsvene, mutsvene wevatsvene
He is a holy god
Mwari wedu mutsvene
Anopindura nemoto
Supreme over all
Holy God, Mighty God
Mutsveneeeeh

Heeyaaah
Mutsvene, muri pano ooh
Mweya mutsvene, tokunamatayi, muri panoo
Mweya waBaba, Mweya weutsvene, Mwari muripano

Mwari muripano, mwari muripano, mwari muripano
Mwari muripano, mwari muripano, mwari muripano

Muchiponesa, Jesu, mandiporesa, heey Mwari muripano ooh
Iro simba renyu tariona pano, ruoko rwenyu taruona pano, Mwari muripano ooh

Ah! Mwari, andivhekera, ah. eh
Ndaona Mwari, achifamba neni, right here; ataura neni
Asi vamwe vachitiiiiiii, this is a fake, this is a fake
Aiwa kani, ndinoziva wandasangana naye

WRITERS

GRATITUDE CHARIS

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Enjoyment

Sentiment
Thumbsup IconThumbsup Icon
Theme

Religion

From This Artist