LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Ndidewo

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Ndaona uchipfuura
Ndikatongoziva
Ndange ndakamirira iwe
Ndikasvika pedyo
Hesi ndeip yakol
Ukati une boyfriend iwewe
I don't really see a girlfriend pauri
Me i only see my wife
Can you be
My wa iye iye

Ndine kodzero
Yekukuda here
Kana kuti
Ndongo pfuurawo
Ndongo pfuurawo
Ndine kodzero
Yekukuda here
Kana kuti
Ndongo pfuurawo
Ndongo pfuurawo

Ndidewo
Ndidewo
Ndodawo kumbodiwawo-oo
Ndidewo-oo
Ndidewo
Ndidewo
Ndidewo ndigokudawo-oo
Ndidewo-oo

And i'll be there
Pese pauchandidira
Zuva parichanyura-a
Ndichange ndakanyura
Murudo do do do
Zvese zvauri kwandiri
Ndozvifira
Nekuti ndoku feeler
Ndazvipira ndazvipira

You can call me
A liar liar liar liar(liar liar)
I don't wanna be that guy
Ama give you some
Flowers flowers flowers flowers(flowers flowers)
You can call me
A liar liar liar liar(liar liar)
I don't wanna be that guy
Ama give you some
Flowers flowers flowers flowers(flowers flowers)

Ndine kodzero
Yekukuda here
Kana kuti
Ndongo pfuurawo
Ndongo pfuurawo
Ndine kodzero
Yekukuda here
Kana kuti
Ndongo pfuurawo
Ndongo pfuurawo

Ndidewo
Ndidewo
Ndodawo kumbodiwawo-oo
Ndidewo-oo
Ndidewo
Ndidewo
Ndidewo ndigokudawo-oo
Ndidewo-oo

WRITERS

Takunda Damba

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Enjoyment

Sentiment
Thumbsup IconThumbsup Icon
Theme

None