(Because this is the only pussy you people are going to get)
"We ain't heard of him since Mboma"
"He is average haasi special"
"Plus futi haaimbe neShona"
I'm human so I've got problems
Ndadzoka and I'm all grown now
Handina kuramba kuti mogona
I just said you boys don't like rap me
Kana pane1 anenharo pinda mustudio ndikupe 123
Compare music yedu then wozvibvunza can you get a verse for free?
Exactly!Saka usandinetse please
Respect me handichapinide deep
But it's all good,I am not pressed kuita kunge link in bio
Ndakabva kure back in my day ndaitotumwa kuchigayo
Now ndakuswerera kugaya matracks then ndokandira Rayo
These days I don't even argue mese mangone nharo
24/7 muripabase king hamuite mabayo?
Let 'em know ndini ndadaro
Vapfanha havana future vakufunga ga
But ndamubvunza ndisati ndalighter kuti mobhema here nhai king akati
Tarisai gangster varimucorner havasi kufema
Kana masinhi akatanga kurira
Ndikutodzoka padheni and then torova
Untill then masinhi mostreamer
Kuwadzana 6 ndinaFingo naDoMentor
Tichitsvaga vana kubva monaz till madeko
Tiri paBa Terry or paturnoff pamaApple
Ukuona maziso kuzvimba so?
But I'm grateful 'cause I know pane mumwe arara pafloor
But I'm grateful 'cause I know pane mumwe arara pacall
Then makuseni akanzi, "Handichakude ndezvako!"
Anenge apedza kurova bag obva akuti, "Oh I'm shy"
Shy kudii ko pedza dhiri hona wakundidrawer manje
Zvaigodii ko vana injuga maisa over4.5
But ndamubvunza ndisati ndalighter kuti mobhema here nhai king akati
Tarisai gangster varimucorner havasi kufema
Kana masinhi akatanga kurira
Ndikutodzoka padheni and then torova
Untill then masinhi mostreamer