LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Timberland YeGreen

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Kana Tino asina kuchibika then hachina kubikwa

Nhai rasta
Muri muribwino?
Muribwanji?
Dai mambodya relax
Iwe ita sewarohwa nemzii
Boyz rangu ririrough but beef toforwader kunaJah Jah
Isu tinongorwa nemabvii
Ndozvacho no mhani musaganze
Tisu varidzi vedhanzi
Iwe tisu tinovakwadza nemabvrrr
Pasutu maita bho 'cause mamatcher Sauro but pabhutsu apo
Hapazode Timberland yegreen

Mamapedza wani but mazobhaiza shoe game
Mauya makapfeka manyatera kunge Ndunge
Iyi inenge mhosva dedzai boma rimusunge
Madii mangouya musina shangu sechigure
Musandikoke kana kusina njani
Farai muchizvidzora ndaona mazogama gwati
Gang gang tofamba tiripack semabattery
He he mangoma ndichamatonga saGadaffi
Nhai gents honai gap ndaahead
Dzimwe nziyo dzamunobuditsa ndodzirikudzimisa magetsi
Sub ref ndipe jersey ndaready
Ndanenguva ndiripabench varikustarter vachipotsa zvavo gedhi

Nhai rasta
Muri muribwino?
Muribwanji?
Dai mambodya relax
Iwe ita sewarohwa nemzii
Boyz rangu ririrough but beef toforwader kunaJah Jah
Isu tinongorwa nemabvii
Ndozvacho no mhani musaganze
Tisu varidzi vedhanzi
Iwe tisu tinovakwadza nemabvrrr
Pasutu maita bho 'cause mamatcher Sauro but pabhutsu apo
Hapazode Timberland yegreen

Mwana wako nyama kuno tomudya nerice
Ukauya usina chikwama tokutakurisa ice
Varikufamba vakashama mukutitosvora maeyes
Tiri kughetto takamirira kudzika kwemaprice
Kumirira kudzika kwemutengo
PaZimba ukangofema watyora mutemo
Madhunda akangofema anotyora skero
Magen'a mukangoseka mamatcher chimero

Nhai rasta
Muri muribwino?
Muribwanji?
Dai mambodya relax
Iwe ita sewarohwa nemzii
Boyz rangu ririrough but beef toforwader kunaJah Jah
Isu tinongorwa nemabvii
Ndozvacho no mhani musaganze
Tisu varidzi vedhanzi
Iwe tisu tinovakwadza nemabvrrr
Pasutu maita bho 'cause mamatcher Sauro but pabhutsu apo
Hapazode Timberland yegreen

WRITERS

Anesu Buzuzi

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Enjoyment

Sentiment
Thumbsup IconThumbsdown Icon
Theme

Religion