Kana Tino asina kuchibika then hachina kubikwa bho
I figured that it's time I gave you this
I lost a part of me while I was busy chasing hits
I lost a lot of friends but then I'm not even hurt
Cause zvagara kuti musango munongowanikwa masnakes
Bro last year ndakaflopper and I almost called it quits
Cause mangoma aida kundiuraya and I couldn't take the risk
Ndadzoka ndakacharger now I'm probably at my best
And ndapedza kunyora EP I'm just finalizing dates
Ronzi Namatirai Ghetto what a title
Ndakakurira kuKuwadzana everyday was just a battle
Kutanga usina chinhu king kutanga uripazero
Taisapfeka jijinari taingorova dzemubhero
And for the longest time ndaida kunzi ndirimusalad
NeEnglish yandaiziva ndichidada kuneshamwari
Macombie andaikwira ndichida kunanga uptown
Ndine nozhi rekudzoka chete inga ndaiva bharanzi
Muindustry ndirimo I'm still waiting for my shot
Muindustry ihondo taimbofunga kuti it's a sport
Pastove ndichiripo ndanzwa nekuchinja pot
Kungoimba Afro niggas quick to say I lost the plot
But kana makapenga chingonyorai mhanzi dzenyu
Morecorder mapedza moisa pamapages enyu
Mogadzira kafanbase moti ava vanhu venyu
Motiratidza mastats tomboona maviews enyu
Cause from outside munongojudger muchiwanza loud
From outside munongosasa muchitsvaga clout
You are offside kahobho but we never call you out
I'm inside kahobho ndikuavoider mablouse
1 round anga akutoplanner zvemanappie
19 and a father I know Dad wouldn't be happy
But lesson ndakadzidza handichalinke nemabaddie
Taisa focus pamasinhi zvikaramba zvezvaramba
Chandongoda kudiwa kwese saDenver Mukamba
Chandongoda kurira kwese saBaba Charamba
Kungokwira stage magevha otanga kutojamba
But talent ain't enough saka muchiona tirikushanda
Semunhu wechirume haungagare uchizozhamba
But tikabata nyama musakumbire makanda
Cause vashoma vanosupporter patenge tichihunter
I'm not like every other rapper wangu handisi normal
I'm more than just a casual rapper you could call it formal
I'm coming for chigaro changu ndichingolander local
Vashoma vakapisa kughetto kwangu nemavocal
Vashoma vakapisa kughetto kwangu cause of anything
Shamwari dzasara ngadzisazoita maenemy
Mari nevakadzi itai zvisazotiparadze
8 lines dzasara ngatitsinzinye tinamate
Namatirai ghetto rangu riitewo mathaza
Namatirai ghetto rangu ribvewo padhaza
Namatirai ghetto rangu riendewo parise
Mari dzedu dziite double semapatya
Namatirai ghetto rangu ribvewo mawinds
Namatirai ghetto rangu tibatewo win
Namatirai ghetto rangu tiitewo masinhi
Mari dzedu dziite double sematwins