Ndiwe ndiwe wandapa moyo ndiwe ndiwe
Gara pano ndikuratidze wandapa moyo
Gara pano ndikunakidze watora moyo
Ndiwe ndiwe wandapa moyo ndiwe ndiwe
Gara pano ndikuratidze wandapa moyo
Gara pano ndikunakidze wandapa moyo
Ndakagara nemarasta ndichivaudza kuti
Mwana akanaka tsvarakadenga handidyire
Ndodauuye padhuze usanditize
Come and come nditerere wakatora moyo handimbokusiye
Hande pamuzerere mutakunanzva asambe
It's a ride I will never leave infinite melodies
I know you're here with me smiling endlessly
Uripa moyo huya mangwana uripadhuze ndokuona mangwana
Uripa moyo huya mangwana uripadhuze ndokuona mangwana
Ndiwe ndiwe wandapa moyo ndiwe ndiwe
Gara pano ndikuratidze wandapa moyo
Gara pano ndikunakidze watora moyo
Ndiwe ndiwe wandapa moyo ndiwe ndiwe
Gara pano ndikuratidze watora gara pano ndikunakidze