LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Melodie (feat. Shyie)

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Uh huh
Huh
Melodie
Uh huh
Yah yah yah
Yah
You be my melody
The way you shinning
Girl you gat me on my knees
Wakandibata moyo wangu kutidzvi
And every time pauripo
You Ginger me
Huh
Huya kan
Kuden kwedu
Cause I'm feeling lost
When you not here
So please
Something bout you chausingandiudzi
Huya undiudze
Huh
Usazvidhipisa
Kana wakandidyisa
Hazvina dhiri
Hazvina mhaka iwe
Kana uchida inini
Ndiripo inini
Ndinongodawo iwe
Kana uchida nditi
Handimbokusiyi
Handimbokusiyawo
Ah
Hazvina mhosva iwe
Kana wakandidyisa
Hazvina dhiri
Hazvina mhaka iwe
Kana uchida inini
Ndiripo inini
Ndinongodawo iwe
Kana uchida nditi
Handimbokusiyi
Handimbokusiyawo
Ah
Hazvina mhosva iwe
Hazvina mhosva iwe
Takabva kure kure sha
Tingori two chete
Uriwangu you're mine
Unondi faya faya
Kadeya deya
Ndini wawakachuza
Ndiwe wakandichuza
Usazvidhipisa
Kana ndakakudyisa
Hazvina dhiri iwe
Hazvina mhaka
Kana uchida inini
Ndokusiirei
Hazvina sense
Ndakapinda nemoyo
Pafeya feya
Baby you know that I care
I care for you
And I'm there for you
Usazvidhipisa
Kana wakandidyisa
Hazvina dhiri
Hazvina mhaka iwe
Kana uchida inini
Ndiripo inini
Ndinongodawo iwe
Kana uchida nditi
Handimbokusiyi
Handimbokusiyawo
Ah
Hazvina mhosva iwe
Kana wakandidyisa
Hazvina dhiri
Hazvina mhaka iwe
Kana uchida inini
Ndiripo inini
Ndinongodawo iwe
Kana uchida nditi
Handimbokusiyi
Handimbokusiyawo
Ah
Hazvina mhosva iwe

WRITERS

Shylet Chaleka, Ngonidzashe Chitana

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Sadness

Sentiment
Thumbsup IconThumbsup Icon
Theme

Abuse and Violence