Jesu akaenda asi achadzoka
Kupa umwe nemumwe sezaakabata panyika
Mutendi Shingirira, Usapera simba
PaAnouya tisangane naye mumakore
Inzwa izwi raMwari hama yangu
Huya Uto - O -O -O- O-O -O- O
Huya utore humamabo hwedenga
Anouya aouya, Nemumakore,
Paanoya uchave papi, tendeuka zvino x 2
Mudzikinuri wangu; Ishe Jesu.
Asi iwe ukadana, zita rake unopona,
Anovimbisa humambo hwedenga
Inzwa izwi raMwari hama yangu
(Inzwa izwi rake) Huya autore humamabo hwedenga
Anouya aouya, Nemumakore,
Paanoya uchave papi, tendeuka zvino x 2
Mudzikinuri wangu; Ishe Jesu.
Nmeakore, paanouya uchave papi,