Vakomana vakomana vakoma(heeee)
Vasikana vasikana vasikana(heee)
Nditambirei ndauya nekadance
Nditambirei ndauya nekadance
Eeey kanonzi butter magarine
Everybody wanna party with the big team(yoo)
Baba vaShero vaka introducer rinhi(uuuhu)
Everybody wanna party with the big team(uhuu uuh uuh)
Everybody wanna party with the big team
Ndakumbovaratidza hugwegweshe
Pese pane prezha ngaritsetsengwe
Pinda mukati ita kuti porokotyo
Usaome mutezo uno tyoka hudyu
Fanta mutsunda uri kubaya kuti dyu
Manake everybody move to the right
Manake everybody move to the right
Manake everybody move to the right
Usingagone dzidzira hausi bharanzi
Eeey kanonzi butter magarine
Everybody wanna party with the big team(yoo)
Baba vaShero vaka introducer rinhi(uuuhu)
Everybody wanna party with the big team(uhuu uuh uuh)
Ndakumbovaratidza hugwegweshe
Pese pane prezha ngaritsetsengwe
Unonzwa vanhu vese voti auya(vauya)
Wooooooo pese pari kufarwa
Chakuda kuputika mabhomba akazvarwa
Vese vanoda kuvhiringa mafaro maguta kunyarwa