Will I have a bright tomorrow
Musandisiye ndirimo murima
Pindai mumoyo mangu wo mangu
Ishe ndaedza kuidya wo nyika
Ndipo pagumira pfungwa dzangu
Munondirindira apo ndakarara
Lord am scared to stray away
Father here I am on bended knees
Musandisiye ndirimo murima
Pindai mumoyo mangu wo mangu
Ishe ndaedza kuidya wo nyika
Ndipo pagumira pfungwa dzangu