Tsono, tsono, tabairira tsono
Tsono, tsono, tabairira tsono
Tsono, tsono, tabairira tsono
Tsono, tsono, tabairira tsono
Anyanya, iyi yanyanya, yanyanya, yakanyanya

Unenge waInvesta maFeelings asi wofonerwa kunzi huya utore juzi
Hello Fari, ndiri kuPari, paita emergency ndaaaaarambwa naTari
Mufesi haana kudaira foni, haana kudaira foni

Hello Nyari, I'm just kuPari, handisi kunzwa mushe ndaaaarambwa nabhebhi
Ngisesibhedlela ngisesibhedlela Ngisesibhedlela ngisesibhedlela
Anyanya, iyi yanyanya, yanyanya, yakanyanya
Anyanya, iyi yanyanya, yanyanya, yakanyanya
Anyanya, iyi yanyanya, yanyanya, yakanyanya
Anyanya, iyi yanyanya, yanyanya, yakanyanya
Haa I'm not okay bro, I'm not okay
I don't know bruh I don't know
Helele helele helele helele