LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Hazvaimboda (feat. Majesty)

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Gunfire wamuziva here bby wandakatipira kuti ini ndiri gwenyambira
Wandakati bad gyal ghetto rese kusvika kuma Momz vakati ndakuwanzira

Ahh ahhh Hazvaimboda
Kutaura shuwa hazvaimboda
Pandaimuona bby ndichimuchiva ndaisamboziva waizodya
Asi hazvaimboda "Amana ka!"
Shuwa hazvaimboda
Pandaimuona bby ndichimuchiva ndaisamboziva waizodya ini

Saka Payi waimbomubata sei?
Ndaiti future wife ndichimuona everyday
Iye nekudaro aimbozvitora sei?
Aizviti church girl achiti anoda one man
Asi bby iri rainyanyodada nei?
Obvious ganda rekuzora iwe ungati nei?
Rinenge rainyanyopfimbwa everyday
Ahh zvakaoma inga aizviwanza hey

Ahh ahhh Hazvaimboda
Kutaura shuwa hazvaimboda
Pandaimuona bby ndichimuchiva ndaisamboziva waizodya
Asi hazvaimboda "Amana ka!"
Shuwa hazvaimboda
Pandaimuona bby ndichimuchiva ndaisamboziva waizodya ini

Saka Gunfyah "Ehee" Wanyamomuda here?
Ndaimuda yaive chance mari andipedzere "Ehe"
Waimbomufunga here?
Ndaimufunga sometimes ndaifunga anechirwere
Aah Agara anechirwere ndakamaona ma results rimwe gore
Aiwa haasi maitiro ndaiti achatsviva Momz agosuka ndiro

Gunfire wamuziva here bby wandakatipira kuti ini ndiri gwenyambira
Wandakati bad gyal ghetto rese kusvika kuma Momz vakati ndndakuwanzira

Ahh ahhh Hazvaimboda
Kutaura shuwa hazvaimboda
Pandaimuona bby ndichimuchiva ndaisamboziva waizodya
Asi hazvaimboda "Amana ka!"
Shuwa hazvaimboda
Pandaimuona bby ndichimuchiva ndaisamboziva waizodya ini

Saka Payi waimbomubata sei?
Ndaiti future wife ndichimuona everyday
Iye nekudaro aimbozvitora sei?
Aizviti church girl achiti anoda one man
Asi bby iri rainyanyodada nei?
Obvious ganda rekuzora iwe ungati nei?
Rinenge rainyanyopfimbwa everyday
Ahh zvakaoma inga aizviwanza hey

Ahh ahhh Hazvaimboda
Kutaura shuwa hazvaimboda
Pandaimuona bby ndichimuchiva ndaisamboziva waizodya
Asi hazvaimboda "Amana ka!"
Shuwa hazvaimboda
Pandaimuona bby ndichimuchiva ndaisamboziva waizodyaini

WRITERS

Linold Makuvaza, Mzwakhe Ncube

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Sadness

Sentiment
Thumbsup Icon
Theme

None