LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Musandirega

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Ichi "ooh woah" yo Selector Maly
"Mmm woah" Richboy "ooh woouh"
Stivoe huh
Saka everyday ndinopfugama
Handiti life iyi izama
Pese pandotadza munoti zama
Hamumbondisiye hamumbondi dhama
Asi kana ndikapfuma
Itai ndifare ndoziva pekuguma
Hanti panyika ndimi makandi tuma
Kwete kuti vehukama ndongosema
"Ahh,, ahh woah"
Musandirega ndichizviita mupfumi
"Ahh woah" Amana kA!
Ndikangodaro kana mu life handikundi
"Ahh woah"
Musandirega ndichizviita mupfumi
"Ahh woah"
Kudada ndinoda asi kuhama hazvibudi
Kana musoro ndika pema
Hazvireve vaye vaye vasina ndakutovasema
Handingasiye hama dzichichema
Tozosangana parufu patinenge takuchema
Zvirinani uratidze rudo
Nekuti mangwana hauzive waunoti ndipo
Ku creator ma sheds(shades) kunge bhimbo
Newe paunochema ziva vanenge varipo
"Ahh,, ahh woah"
Musandirega ndichizviita mupfumi
"Ahh woah" Amana kA!
Ndikangodaro kana mu life handikundi
"Ahh woah"
Musandirega ndichizviita mupfumi
"Ahh woah"
Kudada ndinoda asi kuhama hazvibudi
Ndino pfugama
Handiti life iyi izama
Pese pandotadza munoti zama
Hamumbo ndisiye hamumbondi dhama
Asi kana ndikapfuma
Itai ndifare ndoziva pekuguma
Hanti panyika ndimi makandi tuma
Kwete kuti vehukama ndongosema
"Ahh,, ahh woah"
Musandirega ndichizviita mupfumi
"Ahh woah" Amana kA!
Ndikangodaro kana mu life handikundi
"Ahh woah"
Musandirega ndichizviita mupfumi
"Ahh woah"
Kudada ndinoda asi kuhama hazvibudi
Musandirega ndichizviita mupfumi
Amana kA!
Ndikangodaro kana mu life handikundi
Handikundi handikundi handikundi
Mu la-la life handikundi
Kuhama hazvibudi

WRITERS

Mzwakhe Ncube

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Enjoyment

Sentiment
Thumbsup Icon
Theme

None