Majoma akati sorry is a sorry word
But inini ndirikurevesa "uuuuuhuh"
Ndosaka ndafona nepakati pehusiku
Kuti uzondinzwisisa "i'm sorry"
Pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
PawaimboTryer kuda kundifadza ndisingazvioni
Please babe, chindinzwawo babe

Waimbondikwadza neLove "neLove"
Ipapo babe ndokupa maNuff "ndokupa maNuff eeyy"
But ndaisagutsikana newe "gutsikana! gutsikana eey"
Ndaingoramba ndichikuCheater rough "cheater rough"
NdaikuKicker sebhora reSoccer
Waingoshingirira, ndichikutsikirira
Pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
PawaimboTryer kuda kundifadza ndisingazvioni
Please babe, chindinzwawo babe
Pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
Asi sometimes, ndomboTryer kunzwisisa wani babe
Ndichaita nani uya mwana 1 babe
Ronda racho haringapori sure
Pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
PawaimboTryer kuda kundifadza ndisingazvioni
Please babe, chindinzwawo babe
Pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
Waimbondikwadza neLove "neLove"
Ipapo babe ndokupa maNuff "maNuff eyy"
But ndaisagutsikana newe "gutsikana gutsikana eyy"