Kamubatiro kaunondiita so
Kana kamutarisiro kaunondiita so Hona
Vane ruchiva voti hapana kwazvinosvika
Hwe eh eh eh , eh eh eh eh
Kamubatiro kaunondiita so
Kana kamutarisiro kaunondiita so Hona
Vane ruchiva voti hapana kwazvinosvika
Kamubatiro kaunondiita so
Kana kamutarisiro kaunondiita so Hona
Vane ruchiva voti hapana kwazvinosvika
Wava gumbezi rechando muna June Ndimirire, mira
Hwe eh eh eh , eh eh eh eh
Kamubatiro kaunondiita so
Kana kamutarisiro kaunondiita so Hona
Vane ruchiva voti hapana kwazvinosvika
Kamubatiro kaunondiita so
Kana kamutarisiro kaunondiita so Hona
Vane ruchiva voti hapana kwazvinosvika