LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Kugona Mbavha

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Kuigona mbavha huirongere haya

Kuigona mbavha huirongere mkoma (huirongera kugona mbavha huirongera)
Kugona mbavha huirongere (huirongera kugona mbavha huirongera)
Rova kunge uchatambura (huirongera kugona mbavha huirongera)
Rova rure uchatimbura mkoma (huirongera kugona mbavha huirongera)

Kuzadza matura hundiitira (huirongera kugona mbavha huirongera)
Kuzadza matura hundiitira (huirongera kugona mbavha huirongera)
Kubuta michini sawira (huirongera kugona mbavha huirongera)
Kubuta michini sawira we (huirongera kugona mbavha huirongera)

Kuigona mbavha huirongere (huirongera kugona mbavha huirongera)
Rova kunge uchatambura (huirongera kugona mbavha huirongera)
Rovarure uchatimbura (huirongera kugona mbavha huirongera)

Rovarure baba iyerere baba (huirongera kugona mbavha huirongera)
Rovarure baba iyerere baba (huirongera kugona mbavha huirongera)

Werere baba iyerere baba honde
Werere baba iyerere baba honde

Rova kunge uchatambura (huirongera kugona mbavha huirongera)
Rova kunge uchatimbura (huirongera kugona mbavha huirongera)
Kuigona mbavha huirongere (huirongera kugona mbavha huirongera)
Kuigona mbavha huirongere (huirongera kugona mbavha huirongera)

PUBLISHERS

Lyrics © Sony/ATV Music Publishing LLC

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other