LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Natsa Kwawabva

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Natsa natsa kwawabva unonokunyaira kani ha

Natsa natsa kwawabva unonokunyaira kani natsa kwawabva
Natsa natsa kwawabva uchatokunyaira chete natsa kwawabva

Kwenda kwenda mbire kwenda mbire awudzoke aha
Kwenda kwenda mbire awudzoke kwenda mbire natsa kwawabva

Ungafa chigumbu kunamai unonokunyaira chete natsa kwawabva
Ukapa chigumbu chinepopfo uchatokunyaira chete natsa kwawabva

Kana kunevakafa zwipopfo zwinongo punyaira wani ha
Kana kunevakafa zwipopfo zwinongo punyaira wani natsa kwawabva

Natsa natsa kwawabva uchanokunyaira chete natsa kwawabva
Natsa natsa kwawabva unonokunyaira kani natsa kwawabva

Karikopo touch karikopo touch
Karikopo touch karikopo touch

Kana kunevakafa zwipopfo zwinongo punyaira wani ha
Kana kunevakafa zwipopfo zwinongo purunguna wani

Ukafa chigumbu china Mbuya unonokunyaira kani natsa kwawabva
Ukapa chigumbu chinepopfo uchatokunyaira chete natsa kwawabva

Kana kunevakafa zwipopfo zwinongo punyaira wani natsa kwawabva
Kwenda kwenda mbire awudzoke kwenda mbire natsa kwawabva

Kana kunevakafa zwipopfo zwinongo punyaira wani natsa kwawabva
Natsa natsa pauri natsa uchiri kufema natsa kwawabva

PUBLISHERS

Lyrics © Sony/ATV Music Publishing LLC

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other