Perekedza mwana (zuva ravira kundze kwadoka)
Perekedza mwana perekedza mwana uyo (zuva ravira kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza mwana kana (zuva ravira kundze kwadoka)
Perekedza mwana aha (zuva ravira kundze kwadoka)
Perekedza mwana perekedza mwana uyu (zuva ravira kundze kwadoka)
Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko (zuva ravira kundze kwadoka)

Perekedza mwana sikana perekedza mwana kani (zuva ravira kundze kwadoka)
Nyangwe a .... (zuva ravira kundze kwadoka)
Nyangwe ..... (zuva ravira kundze kwadoka)
Perekedza mwana perekedza mwana uyu (zuva ravira kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza mwana kani (zuva ravira kundze kwadoka)
Perekedza mwana aha (zuva ravira kundze kwadoka)
Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko (zuva ravira kundze kwadoka)
Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko (zuva ravira kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza mwana uyu (zuva ravira (kundze kwadoka)