Vaiva neshungu ndigokanga waya ava
Vaiva neshungu ndigokanga waya ava
Asi vedenga kare vanga vazviramba ava
Dzaingova shungu ndigokanga waya ava
Vaye vaishora paye nhasi muri kupiko
Mwari baba ndakakura ndichitambura
Nhamo isora ndinorisakura
Mbodza ravaishora ndakarikambura
Ngoma zvino ndodzipakata ndigodzipadura
Vakandinyima mukana ndosvika ndichibvuta
Ndakarohwa nechando kusvikira ndahuta
I'm really in the house handisi kumbojuta
You could see me through the windows fanika computer
Pavaiti natsa kwaunobva ini ndaingoti pakaipa
Pavaiti I will never ever ever ever make it iye zvino voti ndakarigger
Chitarira zvino ndagarira
Patop top level, ndinorangarira
Manje I'm a breath of fresh air
I really feel at home out here
Vaye vaishora paye nhasi muri kupiko
Even though I didn't have much I was grateful for the small things
I really wanna go to a place I've never seen before
Ramba uchishanda you never know
Kwaunogumisira wasvika iwe
Ndiri kudzingirira chiedza
Saka munhu wese murudzai mawoko
Nekuti iyezvino takufamba zviri straight
Kunyangwe takapfuura nepakabhenda
Saka munhu wese murudzai mawoko
Vaiva neshungu ndigokanga waya ava
Vaiva neshungu ndigokanga waya ava
Asi vedenga kare vanga vazviramba ava
Dzaingova shungu ndigokanga waya ava
Vaye vaishora paye nhasi muri kupiko