LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Psalm 23 (Shona)

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Mufudzi ndiye Jehovah
Anondichengeta
Hapana chandinoshaya
Ndichivimba naye

Pana mafuro manyoro
Ndinoguta kwazvo
Ndinorara norugare
Ndisingavhundutswe

Anomutsa mweya wangu
Anondiponisa
Panzira dzokururama
Anondifambisa

Nyangwe ndifambe murima
Handingatye chinhu
Nokuti imi muneni
Munondinyaradza

Mandigadzirira kudya
Mberi kwavavengi
Mandizodza namafuta
Handishaye chinhu

Nduramo netsitsi dzenyu
zvinozova neni
Ndichagara naJehovah
Nokusingapere

WRITERS

DAVID, M Tafari

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

LyricIQ Analysis

Top Emotion

Enjoyment

Sentiment
Thumbsup IconThumbsup IconThumbsup Icon
Theme

None