LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Ndichatizira Kwamuri

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Ndichatizira kwamuri
Munguva dzose Jeso
Ndichahwanda mamuri
Misi yangu yose

Ndovimba nemi, Ndovimba naJeso
Ndovimba nemi Rutiziro rwangu

Ndichatizira kwamuri
Munguva dzose Jeso
Ndichahwanda mamuri
Misi yangu yose

Ndovimba nemi, Ndovimba naJeso
Ndovimba nemi Rutiziro rwangu

Uh hu hu uh
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah

Uh hu hu uh
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah

Ndichatizira kwamuri
Munguva dzose Jeso
Ndichahwanda mamuri
Misi yangu yose

Ndovimba nemi, Ndovimba naJeso
Ndovimba nemi Rutiziro rwangu

Ndichatizira kwamuri
Munguva dzose Jeso
Ndichahwanda mamuri
Misi yangu yose

Ndovimba nemi, Ndovimba naJeso
Ndovimba nemi Rutiziro rwangu

Muri Simba rangu,
Imi muri Rutiziro rwangu

Ndimi Nhovo yangu
Mamuri ndichahwanda

Muri Simba rangu,
Imi muri Rutiziro rwangu

Ndimi Nhovo yangu
Mamuri ndichahwanda

Uh hu hu uh
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah

Uh hu hu uh
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah

Ndichatizira kwamuri
Munguva dzose Jeso
Ndichahwanda mamuri
Misi yangu yose

Ndovimba nemi, Ndovimba naJeso
Ndovimba nemi Rutiziro rwangu

ayayaya haya yah yah

Uh hu hu uh
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah
Hayayaya haya yah yah

WRITERS

Tinashe Katandika

PUBLISHERS

Lyrics © O/B/O DistroKid

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other