Pamunoganza musazonyanya, tichazopisawo
Pamakasaiza inini ndoo pamakabhaiza imimi
Pamaka jumper inini ndoo pamakwakwara imimi
Vamuno bigger maghetto vanototemba inini shaa
Kana masports arema wonotobata inini,
Patinosvika panoita noise cause ndopisa havana choice
Kana tumoto vanotokanda comment section vozadza
Ichi chizimbe, ichi chizimbe
Mandiguma mandipa chitsvambe
Chandinaka ndazoona ndangobaya ka2
Ichi chizimbe, ichi chizimbe
Mandiguma mandipa chitsvambe
Chandinaka ndazoona ndangobaya ka2