Vanongo shora apa hapana kana chavanoziva
Vanongoshora apa mubrain hamuna kana nyaya
Kutaura kwavasina kuswera gossiping havatye
Busy kujudger neruvengo, kuswerera kunyeya
Mustreet vofunga kuti ndiri pfambi (Ma 1)
Ndabaata mogo kutengesa vofunga kuti ndiri bhambi (Tsaga)
Life yangu ibake kunge Rambi (Kenduru)
Vanofara vachinyeya lyf yangu isingatombo Fambi (Eishh)
Kunyora tulater makuhwa vondishora paChitambi (Tsamba)
Kuvhunduka chati kwatara usafunge vari Jumpy
They dont like me they hate my energy
Ndai devorcer dai vari marriage
Kutakura Godo sezi Carriage
Kungoshora apa hatizi same age
Vanongo shora apa hapana kana chavanoziva
Vanongoshora apa mubrain hamuna kana nyaya
Kutaura kwavasina kuswera gossiping havattye
Busy kujudger neruvengo, kuswerera kunyeya
Vanongo shora apa hapana kana chavanoziva
Vanongoshora apa mubrain hamuna kana nyaya
Kutaura kwavasina kuswera gossiping havattye
Busy kujudger neruvengo,kuswerera kunyeya
Ndikafoira wotamba ndombolo
Babes wodumo woimba hololo
Pandotambura ndenge ndiri Solo
Kana zvofaya ndichatoti Yolo
Pandofamba vanokora tsoka (Varoyi)
Vanu shuva kuda kundi choker (Dzipa)
Mamero vokwata se Bota (Kunditya)
Hanzi aroori ndichabuda Gota (Rori)
Ndaita mbuva hona vokokota (Kundi pedzera
Voda kuziva zvose saDhokota
Kundiseka kunge ndiri Joker
Vachi bheja sevanhu ve Poker
Kundishorra vari muzvi Poka
Kundi vharira ka vachi locker
Akadhakwa voti ndaka Nocker
Kundimaka kunge ndiri Soccer
Dai vari nhumbi ndaito va Soka
Senge moto vachatondi Goka
Ndova dhaka kunge ndiri Guka
Ndichatonga Sango kungee mhuka
Vanongo shora apa hapana kana chavanoziva
Vanongoshora apa mubrain hamuna kana nyaya
Kutaura kwavasina kuswera gossiping havattye
Busy kujudger neruvengo, kuswerera kunyeya