LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Zimbabwe

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Zimbabwe aha
Nyika yedu ye Zimbabwe

Mambi yakange yatambarara
Ikayisa mutswene ikokoko
Ndokukanganwa kwayakabva
Ndokupfumura zwinoera
Kunyika yedu ye Zimbabwe (nyika yedu ye Zimbabwe)
Baba nyika yedu ye Zimbabwe (nyika yedu ye Zimbabwe)

Baba we nyika yedu ye Zimbabwe (nyika yedu ye Zimbabwe)

Atikanganwe varere kumasango vasina makuva
Vakafira nhaka yavo
Vakafira nyika yevo ii
Nyika yavo ye Zimbabwe (nyika yavo ye Zimbabwe)
Baba we nyika yavo ye Zimbabwe (nyika yavo ye Zimbabwe)

Hoye hoyere yinde wedu we (nyika yedu ye Zimbabwe)

Nyika yavo ye Zimbabwe

Tinodenda midzimu yedu
Nebasa ramakaita
Sezo nhasi tinobururuka
Topembera tichifara
Kunyika yedu ye Zimbabwe (nyika yedu ye Zimbabwe)
Baba nyika yedu ye Zimbabwe (nyika yedu ye Zimbabwe)

Tinodenda midzimu yedu
Nebasa ramakaita
Sezo nhasi tinobururuka
Topembera tichifara
Kunyika yedu ye Zimbabwe (nyika yedu ye Zimbabwe)
Baba nyika yedu ye Zimbabwe (nyika yedu ye Zimbabwe)

Atikanganwe varere kumasango vasina makuva
Vakafira nhaka yavo
Vakafira nyika yevo ii
Kunyika yedu ye Zimbabwe (nyika yedu ye Zimbabwe)

PUBLISHERS

Lyrics © Sony/ATV Music Publishing LLC

Share icon and text

Share

See A Problem With Something?

Lyrics

Other

From This Artist