LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Shoko

•

2010

Mwana Asingacheme

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Mwana asingacheme ha
(mana asingacheme anofira kumbereko)
(mana asingacheme anofira kumbereko)

Mwana asingacheme anofira kumbereko baba we
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) kumbereko baba
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko)

Mwana asingacheme iwe anofira kumbereko baba we
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) kumbereko
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) ha

Mbudzi kubarirwa panevahnu kuti iwane kudzingirirwa imbwa
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) kumbereko baba
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko)

Mbudzi kubarirwa panevahnu kuti iwane kudzingirirwa imbwa iye
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) kumbereko baba
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) kumbereko

Mwana asingacheme uyu ha
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) kumbereko
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko)

Chigumbu chauyinacho gachirera ndukuva wachisimbirira
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) kumbereko
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko)

Chigumbu chauyinacho gachirera ndukuva wachisimbirira
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko) kumbereko Jimmy
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko)

Mwana asingacheme uyu anofira kumbereko Baba we
(mwana asingacheme) asingacheme
(anofira kumbereko)

PUBLISHERS

Lyrics © Sony/ATV Music Publishing LLC

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

More From This Album

Lyric cover art

Shoko

2010

01

Bvongodza Muto

Oliver 'Tuku' Mtukudzi & The Black Spirits

02

Mwana Asingacheme

Oliver 'Tuku' Mtukudzi & The Black Spirits

03

Nsiri Bofu

Oliver Mtukudzi, Prankster

04

Baba

Oliver Mtukudzi

05

Tumirai Shoko

Oliver Mtukudzi, Prankster

06

Timbvumbamireyi

Oliver Mtukudzi, Prankster

07

Kumhunga

Oliver Mtukudzi, Prankster

08

Madzongonyedze

Oliver Mtukudzi