LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Bvuma

•

2010

Hatida Hondo

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Ngoromera ingoromera, harina zvarinoshanda, haringabatsire
Ngoromera ingoromera hona, harina zvarinoshanda, haringabatsire
Ingoromera ingoromera wani, harina zvarinoshanda, haringabatsire
Zuva nezuva haritonge matare ngoromera (harina zvarinoshanda, haringabatsire)
Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera (hachina zvachinoshanda, hachingabatsire)
Zuva nezuva haritonge matare gonamombe
Harina zvarinoshanda, haringabatsire
(Hatidi hondo) (hondo hatiide)
(Hatidi mhirizhonga)
Ngatiwirirane tiwirirane (hatidi hondo)
(Mhirizhonga hatiidi, hatidi mhirizhonga)
Kutaurirana kuwirirana (hatidi hondo)
(Hondo hatiide, hatidi mhirizhonga)
Zuva nezuva haritonge matare ngoromera (harina zvarinoshanda, haringabatsire)
Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera (hachina zvachinoshanda, hachingabatsire)
Zuva nezuva haritonge matare gonamombe (harina zvarinoshanda)
Haringabatsire
Zuva nezuva haritonge matare ngoromera (harina zvarinoshanda, haringabatsire)
Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera (hachina zvachinoshanda, hachingabatsire)
Zuva nezuva haritonge matare gonamombe
Harina zvarinoshanda, haringabatsire
(Hatidi hondo) (hondo hatiide)
(Hatidi mhirizhonga)
Ngatiwirirane tiwirirane (hatidi hondo)
(Mhirizhonga hatiidi, hatidi mhirizhonga)
Kutaurirana kuwirirana hona (hatidi hondo)
(Hondo hatiide, hatidi mhirizhonga)
Zuva nezuva haritonge matare ngoromera (harina zvarinoshanda, haringabatsire)
Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera (hachina zvachinoshanda, hachingabatsire)
Zuva nezuva haritonge matare gonamombe
Harina zvarinoshanda, haringabatsire
(Hatidi hondo) (hondo hatiide)
(Hatidi mhirizhonga)
Ngatiwirirane tiwirirane (hatidi hondo)
(Mhirizhonga hatiidi, hatidi mhirizhonga)
Kutaurirana kuwiriranawo (hatidi hondo)
(Hondo hatiide, hatidi mhirizhonga)
Tingatosara parumano (hatidi hondo) (mhirizhonga hatiide)
(Hatidi mhirizhonga)
Ngatiwiriranepamwe (hatidi hondo) (hondo hatiidi)
(Hatidi mhirizhonga)
Zuva nezuva haritonge matare ngoromera (harina zvarinoshanda, haringabatsire)
Zuva nezuva hachitonge matare chibhakera (hachina zvachinoshanda, hachingabatsire)
Zuva nezuva haritonge matare gonamombe
Harina zvarinoshanda, haringabatsire

WRITERS

OLIVER DAIRAI MTUKUDZI

PUBLISHERS

Lyrics © Sony/ATV Music Publishing LLC, UBEM (União Brasileira de Editoras de Música)

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

More From This Album

Lyric cover art

Bvuma

2010

01

Wasakara

Oliver Mtukudzi

02

Shanda

Oliver Mtukudzi

03

Pahukama

Oliver Mtukudzi

04

Akoromoka Awa

Oliver Mtukudzi

05

Wenge Mambo

Oliver Mtukudzi

06

Wenge Mambo

Oliver Mtukudzi

07

Raki

Oliver Mtukudzi

08

Murimi Munhu

Oliver Mtukudzi

09

Hatida Hondo

Oliver Mtukudzi

10

Mhakure

Oliver Mtukudzi

From This Artist