LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Nhava

•

2010

Hazvireve

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki)
Ini ndakanga ndichimwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki)
Ini ndakanga ndichimwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu

Mai vaiva mwana mudiki (mudiki)
Ini ndakanga ndichimwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu
Mai vaiva mwana mudiki (mudiki)
Ini ndakanga ndichimwana mudiki
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu
Mhaka yaivepo takatukana, kupopotana
Amai ndokuwoneka
Bopoto, kutukana, nekuwoneka
Mhosva yaivepo takatukana, kupopotana
Amai ndokuramwa
Bopoto, kutukana, nekuwoneka

Mukupera kwegore
Ndakatozonzwa nerunyerekupe
Hazvireve rudo handina newe mwanangu
Rudo ndinarwo mwanangu
Mukufamba kwenguva
Ndakatozonzwa nerunyerekupe
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu

Takasangana pamhararano (mhararano)
Ndikabvunza amai mwana aripiko
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu
Takasangana pamhararano (mhararano)
Ndikabvunza amai mwana ananiko
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu

Tichaonana tichaonana kana Mwari ada (zvarongeka)
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu
Tichaonana tichaonana kana zvichinge zvarongeka (Mwari ada)
Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu

Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina ini mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu
Hazvireve rudo handina ini
Hazvireve rudo handina ini mwanangu iwe
Rudo ndinarwo mwanangu

WRITERS

Oliver Dairai Mtukudzi

PUBLISHERS

Lyrics © Sony/ATV Music Publishing LLC

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

More From This Album

Lyric cover art

Nhava

2010

01

Ninipa

Oliver Mtukudzi

02

Izere Mhepo

Oliver Mtukudzi

03

Pindirai

Oliver Mtukudzi

04

Menzva Kudzimba

Oliver Mtukudzi

05

Hazvireve (Hazvireve)

Oliver Mtukudzi

06

Hope

Oliver Mtukudzi

07

Tiregerereiwo

Oliver Mtukudzi

08

Handiro Dambudziko (Handiro Dambudziko)

Oliver 'Tuku' Mtukudzi

09

Tiri Mubindu

Oliver Mtukudzi

10

Dzokai

Oliver Mtukudzi

11

Tozeza

Oliver Mtukudzi

12

Dzidziso

Oliver Mtukudzi

From This Artist