LyricFind Logo
LyricFind Logo
Profile image icon
Lyric cover art

Neria Soundtrack

•

2006

Muchatuta

Apple Music logo
Deezer logo
Spotify logo
Lyrics
Iwe uchatuta
Iwe uchatuta ka

Iwe muchatuta we katsande
Mwana komana waswpa he
Nai muchatuta we katsande
Mwana komana waswipa he

Pakuzoti changu ndechako
Chako ndechedu

Kuzoti wangu ndewako
Wako ndewedu ewdzindza here

Hona waranba mwana uya waramba
Varamba kugarwa nhaka baba
Aiwa waramba mwana wanguwaramba
Waramba kugarwa nhaka hanzi

Don't follow me
I have a life to live
Don't follow me mwanangu
I have a life to live

Dont follow me
I have a life to live
Dont follow me mwanangu
I have a life to live

Munoda kugara nhaka
Kuchiva chakapfumbira kuita mucheka dzafa
Unoda kugara nhaka
Kuchiva chakapfumbira kuita mucheka dzafa

Ini nemurme
Takashanda nesimba kuitira ramangwana
Ini nemurume
Takashanda nesimba kuitira ramangwana
Pfuma yamo chiva
Takashanda nesimba kuitira ramangwana
Pfuma yamochiva
Takashanda nesimba kuitira ramangwana

Waramba mwana wangu waramba
Waramba kugarwa nhaka

Don't follow me
I have a life to live
Don't follow me mwanangu
I have a life to live

Don't follow me
I have a life to live
Don't follow me mwanangu
I have a life to live

Pakuzoti changu ndechako
Chako ndechedu
Hunzi wangu ndewangu
Wako ndewedu ha

Inga waramba mwana wangu waramba
Waramba kugarwa nhaka

WRITERS

Oliver Dairai Mtukudzi

PUBLISHERS

Lyrics © Sony/ATV Music Publishing LLC

Share icon and text

Share


See A Problem With Something?

Lyrics

Other

More From This Album

Lyric cover art

Neria Soundtrack

2006

01

Neria

Ladysmith Black Mambazo, Oliver Mtukudzi

02

Chengetai

Oliver Mtukudzi

03

Pss Pss Hallo

Oliver Mtukudzi

04

Tino Muchema

Oliver Mtukudzi

05

Tarirai

Oliver Mtukudzi

06

Muchatuta

Oliver Mtukudzi

07

Ghetto Boy

Oliver Mtukudzi

08

Mean What You Say

Oliver Mtukudzi

09

Right Direction

Oliver Mtukudzi

10

Kugara

Oliver Mtukudzi

11

Neria (Mahube)

Oliver Mtukudzi

From This Artist