Kushaya mufara ndakatsika rukuvute rwasekuru vangu
Ndoita ripi zano nai vakomana kani
Ndingaite ripi zano varume
Kushaya mufara ndakatsika rukuvute rwasekuru vangu
Ndoita ripi zano nai vasikana kani
Ndingaite ripi zano pasi pano
Ndipei wo zano hoye hoyere mambo
Ndandakatadza chiko nai mwari wangu
Chandinotadza ndachishaya vakomana ndashupika
Ndoita ripi zano kuti ndiwane rugare ini
Ndingaite ripi zano varume ndiwane rugare ini
Ndipei wo zano hoye hoyere mambo
Ndandakatadza chiko nai baba
Chandinotadza ndachishaya vakana ndatambura
Ndoita ripi zano kuti ndiwane rugare ini
Ndingaite ripi zano varume ndiwane rugare ini
Ndipei wo zano hoye hoyere mambo
Kushaya mufara ndakatsika rukuvute rwasekuru vangu
Ndoita ripi zano nai vasikana kani
Ndingaite ripi zano pasi pano
Ndipei wo zano hoye hoyere mambo
Ndipei wo zano hoye hoyere mambo
Chandandakatadza chiko nai mwari wangu
Chandinotadza ndachishaya vakomana ndashupika
Ndingaite ripi zano vakomana ndatambura
Ndipei wo zano hoye hoyere mambo
Ndoita ripi zano ayiwa yiwa yiwa
Ndingaite ripi zano oye oye oyere mambo